添彩天宁旅游节 购物中心开启全球时装周大秀“常州模式”新闻中心中国常州网 常州第一门户网 常州龙网 常州日报 常州晚报
Mataridziko
百度 报道称,走在伦敦的大街上,你很可能不经意间路过秘密情报机构的总部、为政府成员和王室所建造的防御核战争的掩体和隧道、知名间谍曾经居住过或遭谋杀的寓所、外国情报人员曾活动过或被逮捕的废弃地铁站以及剧院或教堂、曾经交换过机密信件并移动存储设备或微芯片的公园长椅、为情报机构和安全组织修理和改装汽车的修理厂、埋葬着未能在现实的邦德游戏中幸免于难的情报人员的墓地等。
Nhoroondo (History in English) kunyorwa pasi nekutaurwa kwezviitiko zvakakosha zvakaitika mudunhu, nyika kana Pasirose. Nhoroondo yakakosha kurangarira kuti vanhu vazive:
- Kwavakabva uye kwakabva madzitateguru avo,
- Zviitiko nevanhu vakakosha vakaumba rudzi rwavo,
- Zvisungo zvakakosha kuchengetedza zvakasungwa nerudzi rwavo nemamwe marudzi kana dzimwe nyika.
Kunyorwa kwenhoroondo enyika chinhu chakakosha asiwo chinogona kuva nemakaktanwa nokuti avo vanonyora vanokwanisa kuva nedivi ravanorerekera. Kazhinji pane pane mapoka evanhu vanoita rondedzero yenhoroondo inoteererwa yogonyorwa pasi, zvinotaurwa nevamwe zvichisiiwa. Izvi zvisingarevi kuti zvasiyiwa hazvina kukosha kana kuti hazvina basa. Mukunyorwa kwenhoroondo zvinodaro kuti vanhu vanotevera ndivo vanonzwikwa kunyanya:
- Vakakunda pahondo
- Vakatungamira kusunungurwa kwerudzi kana nyika.
- Vari kutonga panguva iyoyo.
- Vane mari vakapfuma vanokwanisa kudhindisa zvinyorwa mumapepanhau kana mabhuku.
- Uye mukunyorwa kwenhoroondo dzimwe nyaya dzakakosha dzinosara.
- Avo vakatungamira hazvirevi kuti vakanatsa pane zvose; imwe nguva zvakaipa zvevatungamiri hazvinyorwa pasi.
Ona papeji nezveNhoroondo ye Zimbabwe